Duramazwi
Zvinoreva
Kufanana nechimwe (like).
1
Kufanana nechimwe (like).
Tinodawo kuti unge wokwanisa kupa mienzaniso uye kutsanangura mazwifanana uchimashandisawo pakuumba zvirevo.
Chifo kurwadza kunoita muviri kana nhengo yomuviri zvichikonzerwa nokukuvara kwaunge wakaita kare.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ungirira
Kana munhu achiungirira huni, anenge achidzinonga-nonga achiunganidza tuhuni tutsotso twekunobikisa ipapo.
VerengaSwipe for the next word