Duramazwi · zita
chirimo
summer
Duramazwi · zita
summer
Chirimo inguva inotevera zhizha, apo kunenge kusinganai pasinazve zvakawanda zvinenge zvichirimwa muminda.
Chirimo inguva inotevera zhizha, apo kunenge kusinganai pasinazve zvakawanda zvinenge zvichirimwa muminda.
Ndakaenda kunotarisa mubin raive mumba imomo chifunga kuti pamwe vainyepa but ndakatowana chirimo zveshuwa.
Hapana chavanodamo nokuti hapana chirimo.
Mudzimai wake akasharuka ari kuHarare chirimo chese.
Duramazwi
01 / 03chirimwa
crop
VerengaSwipe for the next word