KwaunobvaDuramazwiKkavhanga

Duramazwi

kavhanga

Zvinoreva

Kukavhanga furawa yokubikisa chingwa kuirovarova nokuiumbiridza kuti inyatsosangana.

1

2

Kukavhanga matope kuarovarova uchitambamo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kavichi

Kushambira nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word