KwaunobvaDuramazwiKkavavika

Duramazwi

kavavika

Zvinoreva

Muchina yeruzivo pamberi.

1

Muchina yeruzivo pamberi.

Kana ukavavika munhu unenge wamupisa nemvura inofashaira kana nechimwewo chinopisa, zviya zvekutomukuvadza.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kavha

Kavha ibepa rakasimba rinoshandiswa kuputira mabhuku kuti achengetedzeke kana kutaridzika zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word