Duramazwi
kanya
wheaten
-ondonga-bvoronga-dzonga
Duramazwi
wheaten
Kukanya zvinhu kuzvisanganisa nemvura kana zvimwewo kuti zvipfave kana kuti zviite usvusvu.
Kukanya zvinhu kuzvisanganisa nemvura kana zvimwewo kuti zvipfave kana kuti zviite usvusvu.
Kana muchida kugadzira zvidhina zvakanaka munotokanya ivhu repachuru.
(manje) Kukanya munhu kumutadzira nekumuvhiringidza zvakanyanya.
Watondikanya manje.
Izvozvi ndingadai ndatosvika kuHarare.
-ondonga · -bvoronga · -dzonga
Duramazwi
01 / 03kanyama kanyama
Kana mhuka yaitwa kanyama kanyama inenge yarwiswa nedzimwe dzakawanda, yosara yabvamburwa-bvamburwa.
VerengaSwipe for the next word