KwaunobvaDuramazwiKkanuka

Duramazwi

kanuka

Zvinoreva

Kana uchikanuka unenge uchitaura rimwe remazwi akawanda anoratidza kushamiswa kana kurohwa nehana.

Kana zvichinzi mudumbu makanuka chikafu, munenge marwadza mushure mekudya chimwe chinhu.

1

Vanhu vaiva padare vose vakangoti, "Aa!", kukanuka, apo musikana akanga ava kupa umbowo hwake.

Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa mumuvhunzo waunenge uchitoziva mhinduro yacho kare.

2

Kana zvichinzi mudumbu makanuka chikafu, munenge marwadza mushure mekudya chimwe chinhu.

Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa mumuvhunzo waunenge uchitoziva mhinduro yacho kare.

Kana zvichinzi mudumbu makanuka chikafu, munenge marwadza mushure mekudya chimwe chinhu.

Kuti pirimu kukanuka wava kungoita chimwe chinhu chawanga usingafungiri.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word