KwaunobvaDuramazwiKkanyama kanyama

Duramazwi · zita

kanyama kanyama

Zvinoreva

Kana mhuka yaitwa kanyama kanyama inenge yarwiswa nedzimwe dzakawanda, yosara yabvamburwa-bvamburwa.

1

Tsuro yakaitwa kanyama kanyama nembwa dzaKapito.

Kana mhuka yaitwa kanyama kanyama inenge yarwiswa nedzimwe dzakawanda, yosara yabvamburwa-bvamburwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanyan'anya

Kuti kanyan'anya kukwira kusvikira pamusorosoro.

Verenga

Swipe for the next word