KwaunobvaDuramazwiKkanyanga

Duramazwi

kanyanga

antenna

Zvinoreva

Kukanyanga kutakura mwana kumusana, uchiita zvokumukanda nepafudzi.

Kukanyanga kubata- bata zvinhu usina hanya nazvo, se- zvinoita mwana achitambisa zvokudya.

1

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanyanisa [-kanyanidza]

Kana munhu achikanyanisa zvinhu anenge achizvisanganisa-sanganisa.

Verenga

Swipe for the next word