KwaunobvaDuramazwiKkanyonge

Zvinoreva

Kanyonge chiridzwa chinofuridzwa nomuromo, chinogona kubudisa mazwi akasiyana anobva pamatatu kusvika pamatanhatu.

1

Ngororombe kudzana muchitenderera, pachiridzwa kanyonge kana tserere.

Kanyonge chiridzwa chinofuridzwa nomuromo, chinogona kubudisa mazwi akasiyana anobva pamatatu kusvika pamatanhatu.

Zvakafanana

tserere · mutopota

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanyu

Kuti kanyu kudya nokukurumidza, kazhinji uchiratidza kukara. Mushonga unovava tinongoti kanyu kumedza tisati tavahwa.

Verenga

Swipe for the next word