Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kanyu kudya nokukurumidza, kazhinji uchiratidza kukara. Mushonga unovava tinongoti kanyu kumedza tisati tavahwa.
Kuti kanyu kuparadzanisa makumbo zvakanyanya, kazhinji kana wakagara.

Kana uchiti kanyu kanyu sadza nomukaka unenge uchizvisanganisa uchidya.

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kanyudza
Kukarira.
VerengaSwipe for the next word