Duramazwi
Zvinoreva
Kukanyura kuparadzanisa makumbo, zvokuti rimwe uko rimwe koko. Ukadziya moto wakakanyura unoita mbare mumakumbo.
Kukanyura chokudya kuchimedza nechimbichimbi.

Chero ndikanyura hazvinei newe handisi hama yako " Ndakadaro ndichidhonza hwindo zvine simba richibva ravharika.
Iyewo Tsungai wainge akanyura muzvipfeko zvoumwenga.
Zuva rakanyura pasi pejengachenga manheru ano.

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kanza
Kuvhakacha.
VerengaSwipe for the next word