Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bwiru kudya zvinhu zvakaita sembwirembwire nekukasika.
1
Kuti bwiru kudya zvinhu zvakaita sembwirembwire nekukasika.
Paakati bwiru mukaka weupfu, akakachidzwa zvekuti akaburitsa madzihwa nemisodzi.
Kuti bwiru kudya zvinhu zvakaita sembwirembwire nekukasika.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwirubura
Kubwirubura kudya rupiza uchiratidza kukara.
VerengaSwipe for the next word