KwaunobvaDuramazwiBbwiro

Duramazwi · zita

bwiro

Zvinoreva

Nzvimbo inochengeterwa vanhu vakafa (grave/cemetery).

1

Nzvimbo inochengeterwa vanhu vakafa (grave/cemetery).

Kana mutumbi wadzikiswa mubwiro/ muguva hama dzepedyo dzinozokanda zvibwe kana ivhu senzira yokuperekedza mufi nekuonekana nayo.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwiru

Kuti bwiru kudya zvinhu zvakaita sembwirembwire nekukasika.

Verenga

Swipe for the next word