KwaunobvaDuramazwiBbwira

Duramazwi

bwira

-hwira
1

Kana uchichabwira unenge uchitambira mumvura kana mumadhaka. Pwere dzinofarira kuchabwira mumadhaka nguva dzose.

Zvine chekuita

-hwira

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwiraufu

Bwiraufu imhuka yakada kufanana ne-mhembwe, asi yakakura kuipfuura uye iine nyanga refu, dzakamonya-na.

Verenga

Swipe for the next word