Duramazwi
bwiti
nya-a
Duramazwi
Kana chinhu chichiti bwiti chinenge chichinyura mumvura.
Kana chinhu chichiti bwiti chinenge chichinyura mumvura.
Chitubatuba pachakati bwiti mumvura, ndakaziva kuti ndakange ndabata hove.
Kana chinhu chichiti bwiti chinenge chichinyura mumvura.
nya-a
Duramazwi
01 / 03bwitira
Kana chinhu chichibwitira chinenge chichikonzera kuti mumwe munhu ashaye mweya wekufema.
VerengaSwipe for the next word