KwaunobvaDuramazwiBbwitirwa

Duramazwi

bwitirwa

Zvinoreva

Kuve wakaitwa chiito chekurara.

1

Kuve wakaitwa chiito chekurara.

Rimwe gore ndakanga ndafa ndabwitirwa neutsi hwaibva mupoto yechibage yandakanga ndapisa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwititi

Bwititi munhu ane hasha, anoita chero zvinhu zvisingafarirwi nevamwe kuti zvaanoda iye zvibudirire.

Verenga

Swipe for the next word