Duramazwi · zita
Zvinoreva
Njeya kuminama kungaita mudziyo wakaita semupinyi webadza kana chimwewo chakadaro. Badza rine mupinyi njeya rinorwadza maoko.
Kuvhundukira.

Kana ukakanda tsvimbo kana chimwewo chombo njeya, unenge wachikanda chichieenda divi rausingadi.

Kana munhu achinzi ndimarunjeya anenge ari munhu anotya zvikuru.

Kana zvinhu zvichinzi zvava kunjeya vanhu vanenge vazvijairira nokuda kokuti zvawandisa panzvimbo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njeyaira
Kunjeyaira kufamba kusina gwara mukati, munhu achiratidza kuti haanyatsoziva kwaari kuda kuenda.
VerengaSwipe for the next word