Duramazwi · zita
Sadza
Celeste · staple
Duramazwi · zita
Celeste · staple
Sadza kudya kunobikwa nemvura neupfu, nokudyiwa pamwe chete neusavi.
Sadza kudya kunobikwa nemvura neupfu, nokudyiwa pamwe chete neusavi.
Sadza rezviyo rinonaka nenyama yehuku.
Vakazongosimuka kwave kunoisa plate kukitchen apo vainge vasina kumbonyatsodya sadza racho.
Vaitodya sadza havo asi BaTakunda vaive nekakunyumwa kuti anytime Maitakue vaigona kungobudikira.
Sadza izwi rinoshandiswa kureva kudya kwese kwese hako kungangodyiwa chero nguva.
Duramazwi
01 / 03safaya
sapphire
VerengaSwipe for the next word