Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chekubata ndechekudya, mari kana zvimwewo zvinokwanisa kurerutsa upenyu. Mumba munogarika kana muine chekubata
1
Chekubata ndechekudya, mari kana zvimwewo zvinokwanisa kurerutsa upenyu. Mumba munogarika kana muine chekubata
Rikicho ibasa, serekusakura mumunda memumwe, rinoitwa nemunhu kuti awane mari kana chekubata.
Bhakiti igaba guru rine chekubata rinochereswa mvura.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chekuche
Kana kunze kwati chekuche kunenge kwaedza. Kunze kwati chekuche takangosvinura.
VerengaSwipe for the next word