KwaunobvaDuramazwiCcheki

Duramazwi

cheki

check · cheque

Zvinoreva

Cheki ishizha rinonyorerwa mumwe munhu kana kambani kuti vakwanise kudhirowa mari mumabhengi kana kutenga kune dzimwe nzvimbo. Ndakatotobhadhara necheki nekuti ndakanga ndisisina mari muhomwe mangu.

1

Cheki ishizha rinonyorerwa mumwe munhu kana kambani kuti vakwanise kudhirowa mari mumabhengi kana kutenga kune dzimwe nzvimbo. Ndakatotobhadhara necheki nekuti ndakanga ndisisina mari muhomwe mangu.

Vanhu vakanga vakati jakuchichi mubhazi vachibva kuguta kundotenga necheki dzedonje.

Sikochi rudzi rwejira rakaita chekicheki rinoshandiswa kusona mbatya.

Aka kabhuku kanenge kane mashizha emacheki kanopota muridzi achinyora nekukwachura macheki ekudhirowesa mari kana kutengesa muzvitoro.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chekibhodhi

Chekibhodhi chipuranga chinenge chakatarwa mabhokisi mabhokisi rinotambirwa mutambo wechesi.

Verenga

Swipe for the next word