KwaunobvaDuramazwiZzvo-

Duramazwi

zvo-

Zvinoreva

Ichi chivakashure chechidudzirachiito chinoumbwa nemamwe mazwi. Ndakuudza kare kuti ini handiiti zvokutamba. Manuwere anozondida zvokuti.

Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 8. Zvisimbi zvose izvo basa razvo nderei?

1

Varwi verusununguko vaiva vakabatana zvo kuti vashoma vavo vakapanduka.

Kunjekenja kutswa zviyo kana zvimwewo zvinhu zvo- kusara zvava mapandi madiki.

Kana munhu akararadza anenge anwa doro zvo-kutadza kuziva zvaanoita.

2

Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 8. Zvisimbi zvose izvo basa razvo nderei?

Varwi verusununguko vaiva vakabatana zvo kuti vashoma vavo vakapanduka.

Kunjekenja kutswa zviyo kana zvimwewo zvinhu zvo- kusara zvava mapandi madiki.

Kana munhu kana mhuka ichitsara inenge ichimanya chai-zvo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word