Kwaunobva/Duramazwi/C/chiwangu
Duramazwi · zita
Chiwangu rudzi rwenzungu yebambara yakatsvukuruka.
chibanda · chiwenga
Duramazwi
chiwanikwa
alloy
chiwanzamhuri
Urwu rudzi rweshiri yakaita diki, uye ine mavara anoyevedza.
chiwanzausavi
Iri izita rinoshandiswa kureva chero chese chinodyiwa.
Swipe for the next word