Duramazwi
chiwanikwa
alloy · gem
Duramazwi
alloy · gem
Chiwanikwa chinhu chakakosha chinoita zvekutsvagwa kana kucherwa pasi kuti chigoshandiswa.
Chiwanikwa chinhu chakakosha chinoita zvekutsvagwa kana kucherwa pasi kuti chigoshandiswa.
Pazviwanikwa zvose zvomuZimbabwe, goridhe ndicho chiwanikwa chinounza mari yakawanda.
Iyeyu Chengeto ndakamuti zvawakura kudai chiwanikwa asi anondipira gotsi sendine zera naye.
Duramazwi
01 / 03chiwanzamhuri
Urwu rudzi rweshiri yakaita diki, uye ine mavara anoyevedza.
VerengaSwipe for the next word