Duramazwi · zita
chicherwa
mineral
Duramazwi · zita
mineral
Chicherwa chi-wanikwa chemuvhu, kazhinji chino-wanikwa ari matombo anokosha ka-na kugadziriswa simbi dzakasiyana. Goridhe chicherwa chinopa nyika yeZimbabwe mari yakawanda. Mha-ngura ndicho chicherwa chikuru cheZambiya.

Dombo chicherwa chinokosha, chakaita semadhaimondi, chinogadziriswa zvishongeso zvakasiyana-siyana.
Ichi chicherwa chesimbi yakaita chena inorema chaizvo uye inoshandiswa kugadzira zvombo zvinoputika.
Kuromu chicherwa chesimbi chakaomarara, chine ruvara rwesirivha, chinosanganisa kironiyamu nedzimwewo simbi.
Duramazwi
01 / 03chichese
Chichese kuungana kwezvinhu panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word