Duramazwi · zita
Zvinoreva
rudzi rwemapfunde machena anoka-sira kuibva.
1
rudzi rwemapfunde machena anoka-sira kuibva.
Chinhu chaive chichena aive masnikers chete.
Tsanga chivara chichena chinoita muziso, chinogona kurikanganisa kuona zvakanaka.
Shanga chivara chichena chinoita muziso, nokuda kwekukuvara kana kuti kurwara namaziso.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chicherwa
mineral
VerengaSwipe for the next word