Duramazwi01 / 03chipomboChipombo kandande katete karefu kanoshandiswa pakusungira dzimwe ndande pamuti une mhandi kana kuti paganda.Verenga→
Duramazwi02 / 03chipondaChiponda itsika yokusevenzera roora, inoitwa nomukwasha achigara kwatezvara, kusvikira akwanisa kushanda zvinoringana nepfuma inodiwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03chipondamwoyoChipondamwoyo chidyiwa chinobikwa nefurau, chakada kuita sebhanzi asi chakati kurei, chinotapira kwazvo.Verenga→