KwaunobvaDuramazwiCchipondamwoyo

Duramazwi · zita

chipondamwoyo

Zvinoreva

Chipondamwoyo chidyiwa chinobikwa nefurau, chakada kuita sebhanzi asi chakati kurei, chinotapira kwazvo.

1

Musikana akatengerwa chipondamwoyo akafara chose.

Chipondamwoyo chidyiwa chinobikwa nefurau, chakada kuita sebhanzi asi chakati kurei, chinotapira kwazvo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiponeso

Chiponeso imhindupindu ingaitwa nomunhu yokutsvaka kurarama nayo.

Verenga

Swipe for the next word