Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipopi rudzi rwembwa ine makumbo mapfupi uye nekamuviri kadiki.
1
Chipopi rudzi rwembwa ine makumbo mapfupi uye nekamuviri kadiki.
Tinovhima mbira nezvipopi nokuti zvinokwana mumapako maduku.
Chipopi rudzi rwembwa ine makumbo mapfupi uye nekamuviri kadiki.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiporofita
Chiporofita chipo chekuona zvisingaonekwi nevamwe vanhu nokukwanisa kurapa, zvichibva kumweya mutsvene.
VerengaSwipe for the next word