Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipositori ichechi yemweya inotendera kuti maporofita anoona zvisingaonekwi nevamwe, uye kuti vane masimba ekunamatira vane matambudziko.
1

Giroriya idhuku refu chena, inosungwa nemadzimai echipositori kana vachinamata.
Masowe inzvimbo isingagarwi nevanhu, kunoenda vatenderi vechipositori kundonamata.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipotswa [chiposhwa]
Chipotswa mushonga wakaipa unopiwa munhu asingazivi, unogaromutambudza.
VerengaSwipe for the next word