KwaunobvaDuramazwiCchiporofita

Duramazwi · zita

chiporofita

Zvinoreva

Chiporofita chipo chekuona zvisingaonekwi nevamwe vanhu nokukwanisa kurapa, zvichibva kumweya mutsvene.

1

Kubvunzira kuenda kundotsvaga zviri kunetsa kun'anga kana kuchiporofita.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipositori

Chipositori ichechi yemweya inotendera kuti maporofita anoona zvisingaonekwi nevamwe, uye kuti vane masimba ekunamatira vane matambudziko.

Verenga

Swipe for the next word