Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipombo kandande katete karefu kanoshandiswa pakusungira dzimwe ndande pamuti une mhandi kana kuti paganda.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiponda
Chiponda itsika yokusevenzera roora, inoitwa nomukwasha achigara kwatezvara, kusvikira akwanisa kushanda zvinoringana nepfuma inodiwa.
VerengaSwipe for the next word