KwaunobvaDuramazwiCchidhoma

Zvinoreva

Chidhoma mweya womunhu akafa unoshandiswa nemuroyi kurova vapenyu kuti varware kana kufa.

1

Chidhoma chinhu chinoshandiswa nemuroyi kurova vapenyu kuti varware kana kufa.

2

Zvakafanana

chizhua · chizhwazhwa · chizhwa · chiguri · chinhu · chidhokwani · chishiri

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word