Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chidhongo kaputwa kadiki kanenge kakaiswa pamusoro pekamwe kanhu. Kana uchiruka musoro unotanga waita chidhongo wozochibatanidza nezvimwe.
1

Chatsungu ndepanosangana uswa pamusoro pedenga remba yakapfirirwa neuswa, pahunozosungwa kuita chidhongo.
Chidhongo kaputwa kadiki kanenge kakaiswa pamusoro pekamwe kanhu. Kana uchiruka musoro unotanga waita chidhongo wozochibatanidza nezvimwe.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidhongoti
Chidhongoti chisumbu cheshinda yakarukwa yakaita chibhora, inowanikwa pamusorosoro pemangiheti.
VerengaSwipe for the next word