Duramazwi03 / 03goritotoGoritoto mweya wemunhu akafa unonzi unobaka kana kungoita zimumvuri zirefu richivhundisira vapenyu manheru.Verenga→