KwaunobvaDuramazwiGgoredzva

Duramazwi · zita

goredzva

Zvinoreva

Nyuwere.

1

Nyuwere.

Takati hari dzedu dzemanhanga, chibage, nzungu, nyimo, nyemba, mutakura nenyama dhege pamoto tichimirira goredzva.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gorekapunha

Uyu mukadzi akura asi ane mumhu unotaridzika sowechidiki. Uyu ndigorekapunha akaroorwa akangodai nanhasi achakangodaro.

Verenga

Swipe for the next word