Duramazwi · zita
gore
cloud · year; cloud · year
Duramazwi · zita
cloud · year; cloud · year
Gore inguva inoita mwedzi gumi nemiviri.
Gore uma hunenge hwagwamba kana kuti hwava kugwamba muchadenga, huchibudisa dzvanga rinogona kunaya mvura.
Gore inguva inoita mwedzi gumi nemiviri.
Gore raaizoita mimba yemurume wemunhu ndopaaizoona kuti haasi tsotsi nekuti kwekuenda chaiko anenge asisina.
Zvekuti Mai Mhofu gore ravanoudzwa nemuromo kuti ndomabasa emwana uyu vanomurambira chete nekuda kwekuti angaaine pritence dzakanyanyisa.
Gore jena chiregopenya ungazotorerwa ushe nedema.
Gore uma hunenge hwagwamba kana kuti hwava kugwamba muchadenga, huchibudisa dzvanga rinogona kunaya mvura.
Zvekuti Mai Mhofu gore ravanoudzwa nemuromo kuti ndomabasa emwana uyu vanomurambira chete nekuda kwekuti angaaine pritence dzakanyanyisa.
Izvozvi kwasara mwedzi minonwe kuti gore ripere.
Gore roga roga tinobatsirikana nekusakurirwa kwatinoitwa nevana vepachikoro apa.
Duramazwi
01 / 03gore negore
annual
VerengaSwipe for the next word