Duramazwi
Zvinoreva
Kudzarika kusvetuka kubva pakakwirira kuenda pakadzikira.
1
Kudzarika kusvetuka kubva pakakwirira kuenda pakadzikira.
Kuzenga-zenga kudadzarika kunoitwa nemunhu anenge akatakura chinhu chinorema.
Kunguzhaira kufamba munhu achidzadzarika, sezvinoita munhu adhakwa.
Kana munhu achidzadzarika anenge achifamba achinge oda kuwira pasi sezvinoita munhu akadhakwa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzarikira
Kudzarikira munhu kumusvetukira uchindomubata kana kumurwisa.
VerengaSwipe for the next word