KwaunobvaDuramazwiDdzasira

Duramazwi

dzasira

-dzikisira-deredza-dzikisa

Zvinoreva

Kana ukadzasira munhu mutengo unenge wabvisa imwe mari pane yawanga uchifanira kumutengesera nayo.

1

Kana munhukadzi achidzasira hembe yake anenge achii-dhonza kuti ifukidze mabvi.

2

Zvakafanana

-dzikisira · -deredza · -dzikisa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzate

Dzate miti inokura yakanyanyoungana pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word