Kwaunobva/Duramazwi/D/dzate
Duramazwi · zita
Dzate miti inokura yakanyanyoungana pamwe chete.
Duramazwi
dzatitsati
Uku kuputika kunoita dzimwe huni muchoto.
dzatsa
Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi madodzi.
dzatsata
Dzatsata itswanda kana bhasiketi rinenge rapera kubvaruka.
Swipe for the next word