Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi madodzi.
1
Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi madodzi.
Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi madodzi.
Kudzatsa kurova mumwe munhu zvinyoronyoro nechanza, kutaridza kuti unomufarira.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzatsata
Dzatsata itswanda kana bhasiketi rinenge rapera kubvaruka.
VerengaSwipe for the next word