KwaunobvaDuramazwiDdzatsi

Duramazwi · zita

dzatsi

Zvinoreva

Kana zvinhu zviri panzvimbo zviri dzatsi zvinenge zvakawanda uye zviri pedo napedo chaizvo.

1

Munhara kamuti kanoreba mamita angasvika mana kachikura kakaita dzatsi, kanowanikwa kakatevedza nzizi.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzatu

Kana chinhu chati dzatu chinenge chatushuka.

Verenga

Swipe for the next word