KwaunobvaDuramazwiDdzatsatsa

Zvinoreva

Uyu mushonga wokuti munhu anyangarike, vavengi vake vasamuona.

Dzatsatsa munhu akakura chaizvo pamumhu.

1

Madzatsatsa ura hwetsuro kana tumwe tupuka tudiki, anogochwa aine ndove yawo.

2

3

Dzamatsama.

Zvakafanana

hombororo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzatsi

Kana zvinhu zviri panzvimbo zviri dzatsi zvinenge zvakawanda uye zviri pedo napedo chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word