KwaunobvaDuramazwiNnyan'anyura

Duramazwi

nyan'anyura

Zvinoreva

Uku kutsamwisa munhu, mhuka kana zvipembenene zvinoruma, zvinenge zvakazvigarira zvazvo.

1

Uku kutsamwisa munhu, mhuka kana zvipembenene zvinoruma, zvinenge zvakazvigarira zvazvo.

Ukanyan'anyura nhundu yemago, unorumwa zvakaipisisa.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word