KwaunobvaDuramazwiMmakanika

Duramazwi · zita

makanika

mechanic

Zvinoreva

Makanika munhu anogadzira injini dzemota nemimwewo mishini.

1

Makanika munhu anogadzira injini dzemota nemimwewo mishini.

Makanika uya anogara akakonona nemagirisi, kunyange asiri kubasa.

Makanika munhu anogadzira injini dzemota nemimwewo mishini.

Uyu munhu anoshuvira kuva pamusoro pavamwe achida zvokuonererwa. Makanika wemagetsi aisada kupa vamwe ruzivo kuti arambe ari makunzindinzi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makanya

Kana munhu achiita zvamakanya anenge achiita zvaanoda pana vamwe achishandisa chisimba. Hondo hapana anoida asi kuti kana yatanga panotoitwa makanya kuti itsigirwe.

Verenga

Swipe for the next word