Duramazwi01 / 03makara asionaniKana vanhu vachinzi makara asionani vanenge vachivengana zvokuti vanenge vasingagoni kugarisana.Verenga→
Duramazwi02 / 03makaramuMakaramu isimbi dzapagejo dzinobata vhiri, dzinokwiridzirwa kana kudzikiswa kugadzirisa kudzika kungaita gejo.Verenga→
Duramazwi03 / 03makararwaMakararwa mate anenge aine dzihwa anowanikwa pahuro, kazhinji kana munhu achinge ane chikosoro.Verenga→