Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achiita zvamakanya anenge achiita zvaanoda pana vamwe achishandisa chisimba. Hondo hapana anoida asi kuti kana yatanga panotoitwa makanya kuti itsigirwe.
Makanya mavara etsvina anosaririra pamuviri kana munhu sina kunyatsogeza zvakanaka.

Kana muchiforoma zvidhina munenge muchizviumba, muchishandisa mudziyo wamunoita zvokuisa dhaka ramakanya mukati.

Zvakafanana
mukundo · mamhorodze
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makanywa
dough
VerengaSwipe for the next word