KwaunobvaDuramazwiMmakani

Duramazwi · zita

makani

Zvinoreva

Makani inguva yegore pakunenge kwava kutanga kuoma mushure mokunaya kwemvura muzhizha.

Makani kutaura nyaya dzinenge dzichifadza nokusetsa vanhu. Uchenjere kuita mabayo nekuseka makani ake.

1

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word