Tsumo · Uchenjeri
Hakuna dziva risina chura.
Zvinorehwa
Hapana nzvimbo kana boka ravanhu risina zvinetso kana vanhu vane huipi hwavo, izvi zvinowanikwa kwose kwose.
What it means
Every place or group has its share of trouble or its own difficult characters; nothing is entirely free of them.
Word for word
There is no pool without its frog.