Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhongwa kaitire kokutsvaka nokugara wakaona kutadza kwavamwe nguva dzose. Aiwa, ngaatibvire! Dziri idzo nhongwa dzake dzokugara munhu uchingo-tsvaka tumhosho pese pese.
1
Nhongwa kaitire kokutsvaka nokugara wakaona kutadza kwavamwe nguva dzose. Aiwa, ngaatibvire! Dziri idzo nhongwa dzake dzokugara munhu uchingo-tsvaka tumhosho pese pese.
Vanoswera vanhongwa nanamugaradzakasungwa vomiswa pamberi pemuchuchisi.
Ipapo bhora rakabva rangonhongwa naChipendo mubhokisi chaimo, ndokubva angoti kipa kamwe chete siki, bha waya.
Nyengerezi zvikasha kana zvimatombo zvinonhongwa kugungwa, zvozoshandiswa semishonga yekukuvadza.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhonho
Nhonho marwadzo anoita mutsoka, anoita kuti munhu atadze kunyatsotsika pakufamba.
VerengaSwipe for the next word