Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhonho marwadzo anoita mutsoka, anoita kuti munhu atadze kunyatsotsika pakufamba.
Nhonho mukova kana musuo weburi remwena wemajuru.

Munhu ane nhonho anofamba achichachavara upenyu hwake hwose.

Kuti nhonho-o kutonhora kwechikafu kana chimwewo chinhu kwakanyanya.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhonho-o
Kuti nhonho-o kutonhora kwechikafu kana chimwewo chinhu kwakanyanya.
VerengaSwipe for the next word